

소개
Mavambo naMabasa eKereke yeZioni Muno muSouthern RhodesiaBhuku rino rinorondedzera mavambo, uye mabasa eKereke yeZion Christian Church muSouthern Rhodesia, inova yava Zimbabwe mazuva ano. Rinotarira kubva kuzvagwa kwaSamuel Mutendi, kukura kwake, kugagwa noMweya mutsvene, kuinda kuSouth Africa, kubata kwake naReverend E.B. Lekganyane, kutambura kwavo kuti kereke iyi itendegwe kupindira pachena munyika mavo.



